Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 4:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋanhu ʋakatenda; ɀino ʋakati ʋanzwa kuti Jehova washanyira ʋana ʋaIsraeri, akaʋona kunetswa kwaʋo, ʋakakotamisa misoro yaʋo, ʋakanamata Jehova.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vanhu vakatenda; zvino vakati vanzwa kuti Jehovha washanyira vana vaIsiraeri, akaona kunetswa kwavo, vakakotamisa misoro yavo, vakanamata Jehovha.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 vakatenda. Uye pavakanzwa kuti Jehovha akanga ane hanya navo, uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo, vakakotama pasi vakanamata.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 4:31

Volg ons:

Advertensies


Advertensies