Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 4:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ipapo Mosesi akaʋudza Aroni mashoko ose aJehova, aakaŋga amutuma nawo, neɀiratidzo ɀose ɀaakaŋga amuraira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Ipapo Mosesi akaudza Aroni mashoko ose aJehovha, aakanga amutuma nawo, nezviratidzo zvose zvaakanga amuraira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mosesi akaudza Aroni mashoko aTenzi aakatumwa nawo kuIjipiti, akamutaurirawo zviratidzo zvose zvaakaudzwa kundoita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mosesi akaudza Aroni mashoko aTenzi aakatumwa nawo kuIjipiti, akamutaurirawo zviratidzo zvose zvaakaudzwa kundoita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ipapo Mozisi akaudza Aroni zvinhu zvose zvaakanga atumwa naJehovha kuti azozvitaura, uyewo pamusoro pezvishamiso zvose zvaakanga amurayira kuti aite.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 4:28

Volg ons:

Advertensies


Advertensies