Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 38:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Akaita ʋo ruʋazhe; kurutiʋi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakaŋga kuneɀirembedzwa ɀemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, makubiti anezana;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kunezvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Pashure vakaita ruvazhe. Rutivi rwezasi rwakanga rwakareba makubhiti zana uye rwaiva nezvidzitiro zvomucheka wakarukwa zvakaisvonaka,

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 38:9

Volg ons:

Advertensies

Advertensies