Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 38:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akaita ʋo nyaŋga dzayo pamakona ayo manna, nyaŋga dzayo dzikaʋa cinhu cimŋe cete nayo; akaifukidza nendarira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akaitawo nyanga dzayo pamakona ayo mana, nyanga dzayo dzikava chinhu chimwe chete nayo; akaifukidza nendarira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akaveza zvainge nyanga zvina zvapamusoro pamakona mana eatari, zvakanga zvakavezwa zvakabatana neatari yacho. Akanamirira atari iyoyo noutare hwendarira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akaveza zvainge nyanga zvina zvapamusoro pamakona mana eatari, zvakanga zvakavezwa zvakabatana neatari yacho. Akanamirira atari iyoyo noutare hwendarira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vakagadzira runyanga pamakona mana ose zvokuti nyanga nearitari zvakanga zvava chinhu chimwe chete, uye vakafukidza aritari nendarira.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 38:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies