Eksodo 37:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 kerubi rimŋe pamuromo mumŋe, nerimŋe kerubi panomumŋe muromo; akaita makerubi pamiromo yaco miʋiri, ɀikaʋa cinhu cimŋe cete necifunhiro cokuyananisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 kerubhi rimwe pamuromo mumwe, nerimwe kerubhi panomumwe muromo; akaita makerubhi pamiromo yacho miviri, zvikava chinhu chimwe chete nechifunhiro chokuyananisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akanamira makerubhu iwayo pahwidibiro akati rimwe kerubhu kwokupedzesera uku, rimwe kerubhu kwokupedzeserawo uku. Akaagadzira akabatana nayo zvokuti aiva chinhu chimwechete nehwidibiro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akanamira makerubhu iwayo pahwidibiro akati rimwe kerubhu kwokupedzesera uku, rimwe kerubhu kwokupedzeserawo uku. Akaagadzira akabatana nayo zvokuti aiva chinhu chimwechete nehwidibiro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akaita kerubhi rimwe chete kurutivi rumwe chete rwokumucheto uye kerubhi rechipiri kuno rumwezve rutivi, mativi okumucheto ari maviri akaaita chinhu chimwe chete nechifunhiro. Sien die hoofstuk |