Eksodo 37:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akaita mŋenje yaco minomŋe, nembato dzaco, nendiro dzaco, ɀose nendarama yakaiȿo‐naka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Akaita mwenje yacho minomwe, nembato dzacho, nendiro dzacho, zvose nendarama yakaisvonaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakaita mwenje yacho minomwe, pamwe chete nembato dzacho uye nendiro dzacho, dzegoridhe rakaisvonaka. Sien die hoofstuk |