Eksodo 36:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti ɀaʋakaŋga ʋanaɀo, ɀakakwanira maɓasa ose aʋaifanira kuita, ɀimŋe ɀikasara. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti zvavakanga vanazvo, zvakakwanira mabasa ose avaifanira kuita, zvimwe zvikasara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti zvipo zvakanga zvaunzwa kare zvakanga zvatokwana kuitisa basa iroro, zvichitopfuuridza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti zvipo zvakanga zvaunzwa kare zvakanga zvatokwana kuitisa basa iroro, zvichitopfuuridza. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 nokuti zvavakanga vatova nazvo zvakanga zvatowandisa pane zvaidiwa kuita basa rose. Sien die hoofstuk |