Eksodo 36:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namamŋe macira akaaɓatanidza pamŋe cete ɀe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namamwe machira akaabatanidza pamwechetezve. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakabatanidza zvimwe zvidzitiro zvishanu pamwe chete uye vakaita zvimwe chetezvo pane zvimwe zvishanu. Sien die hoofstuk |