Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 34:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 iwe ukatorera ʋanakomana ʋako ʋakunda ʋaʋo, ɀino kana ʋakunda ʋaʋo ʋopata ʋaciteʋera ʋamŋari ʋaʋo, ʋapatise ʋanakomana ʋako ʋo ʋateʋere ʋamŋari ʋaʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 iwe ukatorera vanakomana vako vakunda vavo, zvino kana vakunda vavo vopata vachitevera vamwari vavo, vapatise vanakomana vakowo vatevere vamwari vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 uye moroorera vana venyu vakadzi kuvanasikana vavo. Varoora venyu ivavo vanozoita unzenza hwokunamata vamwari vavo vachizokwezverawo vana venyu kunamata vamwari vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 uye moroorera vana venyu vakadzi kuvanasikana vavo. Varoora venyu ivavo vanozoita unzenza hwokunamata vamwari vavo vachizokwezverawo vana venyu kunamata vamwari vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye pamunosarudza vamwe vanasikana vavo kuti vave vakadzi vavanakomana venyu uye vanasikana avo vakaita ufeve navamwari vavo, vachatungamirira vanakomana venyu kuita zvimwe chetezvo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 34:16

Volg ons:

Advertensies


Advertensies