Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 33:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino kwaiti kana Mosesi oɓuɗira kuTente, ʋanhu ʋose ʋaisimuka, ʋakamira mumŋe nomumŋe pamukoʋa wetente rake, ʋakaramba ʋakatarira Mosesi kuȿikira apinda muTente.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino kwaiti kana Mosesi obudira kuTende, vanhu vose vaisimuka, vakamira mumwe nomumwe pamukova wetende rake, vakaramba vakatarira Mosesi kusvikira apinda muTende.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Paienda Mosesi kutendhe iroro vanhu vose vaimira pamisuo yamatendhe avo vachiramba vakatarisa Mosesi, kudzamara apinda mutendhe rokusanganira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Paienda Mosesi kutendhe iroro vanhu vose vaimira pamisuo yamatendhe avo vachiramba vakatarisa Mosesi, kudzamara apinda mutendhe rokusanganira.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Uye pose paibuda Mozisi achienda kutende, vanhu vose vaisimuka vachibva vamira pamikova yamatende avo, vakatarira Mozisi kusvikira apinda mutende.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 33:8

Volg ons:

Advertensies


Advertensies