Eksodo 33:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacinzwa mashoko iwayo akaipa, ʋakacema; kwakaŋga kusinomunhu wakashoŋga ɀishoŋgo ɀake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanhu vakati vachinzwa mashoko iwayo akaipa, vakachema; kwakanga kusina munhu wakashonga zvishongo zvake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko anotambudza aya, vakatanga kuchema uye hapana munhu akashonga zvinoyevedza. Sien die hoofstuk |