Eksodo 32:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Jehova akaroʋa ʋanhu, nokuti ʋakaŋga ʋaita mhuru yakaitwa naAroni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200235 Jehovha akarova vanhu, nokuti vakanga vaita mhuru yakaitwa naAroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Uye Jehovha akarova vanhu nedenda nokuda kwezvavakaita nemhuru yakaitwa naAroni. Sien die hoofstuk |