Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 32:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino Mosesi akati: Ɀiparadzanisei nhasi kunaJehova, kuti munhu mumŋe nomumŋe arwe nomŋanakomana wake ʋuye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino Mosesi akati, “Zviparadzanisei nhasi kuna Jehovha, kuti munhu mumwe nomumwe arwe nomwanakomana wake uye nehama yake, kuti akuropafadzei nhasi.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mosesi akati, “Nhasi imi vaRevhi manyatsozvipira kuita basa raTenzi nokuti mateerera shoko rake pamauraya vanakomana venyu nehama dzenyu kuti akukomborerei nhasi uno.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mosesi akati, “Nhasi imi vaRevhi manyatsozvipira kuita basa raTenzi nokuti mateerera shoko rake pamauraya vanakomana venyu nehama dzenyu kuti akukomborerei nhasi uno.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Ipapo Mozisi akati, “Imi matsaurirwa Jehovha nhasi, nokuti makanga muchirwa navanakomana venyu uye nehama dzenyu, uye akuropafadzai nhasi.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 32:29

Volg ons:

Advertensies


Advertensies