Eksodo 32:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Mosesi wakati aʋona kuti ʋanhu ʋarasha Jehoʋa, nokuti Aroni wakaŋga aʋarashisa, kuti ʋasekwe naʋaʋeŋgi ʋaʋo, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Mosesi wakati aona kuti vanhu varasa Jehovha, nokuti Aroni wakanga avarasisa, kuti vasekwe navavengi vavo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Mosesi paakaona kuti vanhu varasika, vaenda mutome nokuti Aroni akanga avarega vachipanduka zvinovashoresa navavengi vavo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Mosesi paakaona kuti vanhu varasika, vaenda mutome nokuti Aroni akanga avarega vachipanduka zvinovashoresa navavengi vavo, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mozisi akaona kuti vanhu vakanga vatopenga zvavo uye kuti Aroni akanga avarega vasisazvidzori uye kuti vakanga vava chiseko kuvavengi vavo. Sien die hoofstuk |