Eksodo 32:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Mosesi akati kunaAroni: Ʋanhu aʋa ʋakakuitireiko, ɀawaʋuyisa ciʋi ici cikuru pamsoro paʋo? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Mosesi akati kuna Aroni, “Vanhu ava vakakuitireiko, zvawauyisa chivi ichi chikuru pamusoro pavo?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mosesi akabvunza Aroni achiti, “Vanhu ava vakaitei chaizvo kwauri chakakuita kuti uvapinze muchitadzo chakaipa chikadai?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Akati kuna Aroni, “Ko vanhu ava vakaiteiko kwauri, zvawakavatungamirira muchivi chikuru zvakadai?” Sien die hoofstuk |