Eksodo 32:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Iye akati: Haazi manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukunda kwaʋo, kana manzwi aʋanhu ʋanoɗanidzira pakukundwa kwaʋo; asi ndinonzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanoimba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Iye akati, “Haazi manzwi avanhu vanodanidzira pakukunda kwavo, kana manzwi avanhu vanodanidzira pakukundwa kwavo; asi ndinonzwa mhere-mhere yavanhu vanoimba.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mosesi ndokuti, “Haasi mazwi avanhu vakunda. Haasi mazwi avanhu vakundwa, mazwi okuimba ndoandiri kunzwa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mozisi akapindura akati, “Harusi ruzha rwokukunda, harusi ruzha rwokukundwa; ruzha rwokuimba rwandinonzwa.” Sien die hoofstuk |