Eksodo 30:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana Aroni acituŋgidza mŋenje maɗekwana, ŋgaaɀipise, ɀiʋe ɀinonhuwira pamberi paJehova nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Kana Aroni achitungidza mwenje madekwana, ngaazvipise, zvive zvinonhuwira pamberi paJehovha nokusingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Manheru, paanouya kuzogadziridza marambi, ngaapise rusenzi zvakare, ruve rusenzi runogaropiswa paneni Tenzi pazvizvarwa zvenyu zvose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Manheru, paanouya kuzogadziridza marambi, ngaapise rusenzi zvakare, ruve rusenzi runogaropiswa paneni Tenzi pazvizvarwa zvenyu zvose. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Anofanira kupisazve zvinonhuhwira paanenge achitungidza mwenje zuva richangovira saka zvinonhuhwira zvinofanira kupiswa nguva dzose pamberi paJehovha kusvikira kuzvizvarwa zvinotevera. Sien die hoofstuk |