Eksodo 3:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Mosesi akati kunaMŋari: Ini ndini aniko, kuti ndiende kunaFarao, ndiɓuɗise ʋana ʋaIsraeri muEgipita here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Mosesi akati kuna Mwari, “Ini ndini aniko, kuti ndiende kuna Farao, ndibudise vana vaIsiraeri muIjipiti here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi Mosesi akati kuna Mwari, “Pangu pano! Ndiri aniwo zvangu ndingabva ndaenda kuna Farao kundoburitsa vaIsiraeri muIjipiti?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi Mosesi akati kuna Mwari, “Pangu pano! Ndiri aniwo zvangu ndingabva ndaenda kuna Farao kundoburitsa vaIsiraeri muIjipiti?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi Mozisi akati kuna Mwari, “Ndini aniko ini kuti ndiende kuna Faro kuti ndinobudisa vaIsraeri kubva muIjipiti?” Sien die hoofstuk |