Eksodo 29:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maŋgwanani, rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maɗekwana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200239 Rimwe gwayana unofanira kuribayira mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuribayira madekwana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ubayire rimwe chete mangwanani uye nerimwe chete madekwana. Sien die hoofstuk |