Eksodo 29:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Unofanira kuita mazuʋa manomŋe pakuyananisira artari, nokuitsaura; kuti artari iʋe tȿene kwaɀo, ʋuye ɀose ɀinoɓata paartari ɀinofanira kuʋa ɀitȿene. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200237 Unofanira kuita mazuva manomwe pakuyananisira atari, nokuitsaura; kuti atari ive tsvene kwazvo, uye zvose zvinobata paatari zvinofanira kuva zvitsvene. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Kwamazuva manomwe, pira zvibayiro zvokupfupira atari uchiitira kuti ive inoera. Atari ichava inoera kwazvo. Chii zvacho chinenge chazogunzvana neatari chinobva chava chinoera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona37 Kwamazuva manomwe, pira zvibayiro zvokupfupira atari uchiitira kuti ive inoera. Atari ichava inoera kwazvo. Chii zvacho chinenge chazogunzvana neatari chinobva chava chinoera. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Mazuva manomwe uyananisire aritari uye uinatse. Ipapo aritari ichava tsvene-tsvene, uye chose chichaigunzva chichava chitsvene. Sien die hoofstuk |