Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 26:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Uɓatanidze macira mashanu pamŋe cete, namacira matanhatu pamŋe cete, ugopeta jira recitanhatu, riite mheto mbiri kumuromo kwetente.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ubatanidze machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechete, ugopeta jira rechitanhatu, riite mheto mbiri kumuromo kwetende.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pamachira iwayo, mashanu acho ngaasonanidzwe pawo oga, matanhatu acho asonanidzwewo ari pawo oga. Jira rechitanhatu rinopfuurira nechepamusuo petendhe ngaripeterwe padenga ruviri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pamachira iwayo, mashanu acho ngaasonanidzwe pawo oga, matanhatu acho asonanidzwewo ari pawo oga. Jira rechitanhatu rinopfuurira nechepamusuo petendhe ngaripeterwe padenga ruviri.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ubatanidze zvidzitiro zvishanu pamwe chete zviite chinhu chimwe chete uye zvimwe zvitanhatu zvivewo chinhu chimwe chete. Upete chidzitiro chechitanhatu kaviri pamberi petende.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 26:9

Volg ons:

Advertensies


Advertensies