Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 24:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 akati kuʋakuru: Timirirei pano, kuȿikira ticidzokera ɀe kwamuri; tarirai Aroni naHuri ʋanemi; aninani unemhaka ŋgaaende kwaʋari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

14 akati kuvakuru, “Timirirei pano, kusvikira tichadzokerazve kwamuri; tarirai Aroni naHuri vanemi; ani naani ane mhaka ngaaende kwavari.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Akasiya audza vatungamiriri vaya kuti, “Imi imbotimirirai pano, kudzamara tadzoka kuno kwamuri. Zvavapo ndezvizvi, Aroni naHuri ndivo vamuchasara navo. Anenge ane chanyanya kunetsa ngaaende kundoona ivava.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Akasiya audza vatungamiriri vaya kuti, “Imi imbotimirirai pano, kudzamara tadzoka kuno kwamuri. Zvavapo ndezvizvi, Aroni naHuri ndivo vamuchasara navo. Anenge ane chanyanya kunetsa ngaaende kundoona ivava.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Akati kuvakuru, “Timirirei pano kusvikira tadzoka kwamuri. Aroni naHuri vanemi, uye ani naani zvake anopesana nomumwe anogona kuenda kwavari.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 24:14

Volg ons:

Advertensies

Advertensies