Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 23:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ndicaisa miganhu yako kubva paGuŋgwa Dɀuku kuȿikira kuGuŋgwa raʋaFiristia, nokubva kurenje kuȿikira kuRwizi, nokuti ndicapa ʋagere munyika mumaʋoko enyu, uʋadziŋge pamberi pako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Ndichaisa miganhu yako kubva paGungwa Dzvuku kusvikira kuGungwa ravaFirisitia, nokubva kurenje kusvikira kuRwizi, nokuti ndichapa vagere munyika mumaoko enyu, uvadzinge pamberi pako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Miganho yenyu ichatangira pagungwa Dzvuku kundosvika kugungwa ravaFirisitia, ichitangirawo murenje kundosvika muna Yufuratesi, nokuti ndichaisa vagari venyika iyoyo mumaoko enyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Miganho yenyu ichatangira pagungwa Dzvuku kundosvika kugungwa ravaFirisitia, ichitangirawo murenje kundosvika muna Yufuratesi, nokuti ndichaisa vagari venyika iyoyo mumaoko enyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 “Ndichasimbisa miganhu yenyu kubva kuGungwa Dzvuku kusvikira kuGungwa ravaFiristia, uye kubva kuRenje kusvikira kuRwizi. Ndichaisa mumaoko enyu vanhu vagere munyika iyi uye imi muchavadzinga pamberi penyu.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 23:31

Volg ons:

Advertensies


Advertensies