Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 23:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ndicanatsoʋadziŋga pamberi pako, kuȿikira maʋa ʋazhinji, upiwe nyika iʋe nhaka yako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Ndichanyatsovadzinga pamberi pako, kusvikira mava vazhinji, upiwe nyika ive nhaka yako.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Kashoma nakashoma ndichafanokudzingirai vanhu ivava kudzamara imi mazova vazhinji, nyika maiita yenyu.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Ndichavabvisa pamberi penyu zvishoma zvishoma, kusvikira manyatsowanda kuti mutore nyika.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 23:30

Volg ons:

Advertensies


Advertensies