Eksodo 23:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Tarira, ndinotuma mutumŋa pamberi pako, akuceŋgete panzira, akuise panɀimbo yandakakugadzirira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Tarira, ndinotuma mutumwa pamberi pako, akuchengete panzira, akuise panzvimbo yandakakugadzirira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Chinzwai, ndava kutuma mutumwa wangu achakutungamirirai, achikuchengetai murwendo, anondokusvitsai kunyika yandakakugadzirirai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Chinzwai, ndava kutuma mutumwa wangu achakutungamirirai, achikuchengetai murwendo, anondokusvitsai kunyika yandakakugadzirirai. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 “Tarirai, ndiri kutumira mutumwa pamberi penyu kuti akuchengetei munzira uye kuti akusvitsei kunzvimbo yandakakugadzirirai. Sien die hoofstuk |