Eksodo 23:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi negore recinomŋe unofanira kuuzorodza nokurega kuurima, kuti ʋarombo ʋaʋanhu ʋako ʋadye, nemhuka dzesaŋgo dzidye ɀaʋasiya. Saiɀoɀo uite ʋo nomunda wako wemizambiriŋga nomunda wako wemiorivi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Asi negore rechinomwe unofanira kuuzorodza nokurega kuurima, kuti varombo vavanhu vako vadye, nemhuka dzesango dzidye zvavasiya. Saizvozvo uitewo nomunda wako wemizambiringa nomunda wako wemiorivhi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi pagore rechinomwe, rega usaruke usina kuurima uchiuzorodza kuitira kuti varombo vokwenyu vadye zvavo mahoko acho. Uye mhuka dzesango dzidyewo zvaunosiya. Itai zvimwechetezvo neminda yenyu yemigirepisi neyemiorivhi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi pagore rechinomwe, rega usaruke usina kuurima uchiuzorodza kuitira kuti varombo vokwenyu vadye zvavo mahoko acho. Uye mhuka dzesango dzidyewo zvaunosiya. Itai zvimwechetezvo neminda yenyu yemigirepisi neyemiorivhi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 asi pagore rechinomwe nyika ngairege kurimwa kana kushandiswa. Ipapo varombo vari pakati pavanhu venyu vangawanawo zvokudya kubva mairi, uye zvikara zvesango zvigodya zvavanenge vasiya. Muitewo zvimwe chetezvo kuminda yenyu yemizambiringa neyemiorivhi. Sien die hoofstuk |