Eksodo 22:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Usaitira mutorwa ɀakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemi ʋo maiʋa ʋatorwa munyika yeEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Usaitira mutorwa zvakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Usabata mutorwa zvakaipa kana kumudzvinyirira, nokuti imi makanga muri vatorwa muIjipiti. Sien die hoofstuk |