Eksodo 21:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana asiŋgafadzi tenzi wake, wakafuŋga kumuwana amene, unofanira kutendera kuti adzikinurwe; haaŋgaʋi nesimba rokumuteŋgesa kuʋatorwa, nokuti wamunyeŋgedzera. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Kana asingafadzi tenzi wake, akafunga kumuwana amene, anofanira kutendera kuti adzikinurwe; haangavi nesimba rokumutengesa kuvatorwa, nokuti amunyengedzera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana murume iyeyu akamutengera kuroora asisamudi, ngaamurege achidzikinurwa pamusana pokuti haana mvumo yokumutengesa kuvatorwa nokuti haana kuvimbika kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana murume iyeyu akamutengera kuroora asisamudi, ngaamurege achidzikinurwa pamusana pokuti haana mvumo yokumutengesa kuvatorwa nokuti haana kuvimbika kwaari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kana asingafadzi tenzi akamusarudza kuti ave wake, anofanira kumurega kuti adzikinurwe. Haana mvumo yokumutengesa kuvatorwa, nokuti aputsa chitenderano naye. Sien die hoofstuk |