Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 21:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Kana akaroʋa muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, unofanira kumurega kuti aende hake nokuɗa kwezino rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Kana akarova muranda wake kana murandakadzi wake, zino rake rikabva, anofanira kumurega kuti aende hake nokuda kwezino rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kana munhu akarova zino romuranda wake, wechirume kana wechikadzi, zino racho rikaguka, ngaasunungure muranda iyeyo pamusana pezino rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Kana munhu akarova zino romuranda wake, wechirume kana wechikadzi, zino racho rikaguka, ngaasunungure muranda iyeyo pamusana pezino rake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Uye kana akabvisa zino romurandarume kana romurandakadzi, anofanira kurega muranda aende akasununguka kuti atsive zino rake.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 21:27

Volg ons:

Advertensies


Advertensies