Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 21:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Kana munhu akaroʋa muranda wake kana murandakadzi wake neshamhu, akafira paruʋoko rwake, ɀirokwaɀo unofanira kutsibga.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Kana munhu akarova muranda wake kana murandakadzi wake neshamhu, akafira paruoko rwake, zvirokwazvo anofanira kutsiviwa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 “Kana munhu akatora mubhadha akarova muranda wake wechirume kana kuti wechikadzi muranda achibva afa pakarepo, munhu iyeyo ngaarangwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 “Kana munhu akatora mubhadha akarova muranda wake wechirume kana kuti wechikadzi muranda achibva afa pakarepo, munhu iyeyo ngaarangwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 “Kana munhu akarova murandarume wake kana murandakadzi netsvimbo uye muranda akafa nokuda kwokurohwa, anofanira kurangwa,

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 21:20

Volg ons:

Advertensies


Advertensies