Eksodo 21:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Kana akazowana mumŋe mukadzi, haafaniri kutapudza ɀokudya ɀake, kana ŋguʋo dzake, kana ɀaanofanirwa naɀo pakuwanikwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Kana akazowana mumwe mukadzi, haafaniri kutapudza zvokudya zvake, kana nguo dzake, kana zvaanofanirwa nazvo pakuwanikwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kana akatora mumwe mukadzi ngaarambe achipa mukadzi wake zvaanga achimupa zvezvokudya nezvokupfeka, aregewo kushomekesa mazuva aaipinda naye mumba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kana akatora mumwe mukadzi ngaarambe achipa mukadzi wake zvaanga achimupa zvezvokudya nezvokupfeka, aregewo kushomekesa mazuva aaipinda naye mumba. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kana akawana mumwe mukadzi, haafaniri kunyima mukadzi wokutanga zvokudya, nguo kana kodzero dzake dzokuwanikwa. Sien die hoofstuk |