Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 20:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋakati kunaMosesi: Imi citaurai henyu nesu, tinzwe; asi Mŋari ŋgaarege kutaura nesu, tirege kufa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Vakati kuna Mosesi, “Imi chitaurai henyu nesu, tinzwe; asi Mwari ngaarege kutaura nesu, tirege kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vakataurira Mosesi vachiti, “Dai imi murimi mataura kwatiri isu tinokuteererai. Dai Tenzi arega zvake kutaura kwatiri, tingafe.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vakataurira Mosesi vachiti, “Dai imi murimi mataura kwatiri isu tinokuteererai. Dai Tenzi arega zvake kutaura kwatiri, tingafe.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 vakati kuna Mozisi, “Taura iwe kwatiri uye tichakuteerera. Asi usarega Mwari achitaura nesu, kuti tirege kufa.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 20:19

Volg ons:

Advertensies


Advertensies