Eksodo 19:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 mucaʋa kwandiri ʋushe bgaʋaprista, norudzi rutȿene. Ndiwo mashoko aunofanira kundoʋudza ʋana ʋaIsraeri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 muchava kwandiri ushe hwavapristi, norudzi rutsvene.’ Ndiwo mashoko aunofanira kundoudza vana vaIsiraeri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 muchava kwandiri umambo hwavaprista uye rudzi rutsvene.’ Aya ndiwo mashoko aunofanira kutaura kuvaIsraeri.” Sien die hoofstuk |