Eksodo 19:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Mosesi akati kunaJehova: Ʋanhu haʋaŋgagoni kukwira kugomo reSinai, nokuti makatiraira, muciti: Tarai miganhu pagomo, muritsaure. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Mosesi akati kuna Jehovha, “Vanhu havangagoni kukwira kugomo reSinai, nokuti makatiraira, muchiti, ‘Tarira miganhu pagomo muritsaure.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mosesi akapindura Tenzi achiti, “Vanhu havangagoni kukwira mugomo muno reSinai nokuti imi pachenyu makatiti tiripoteredze nomuganho, tirierese.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mosesi akapindura Tenzi achiti, “Vanhu havangagoni kukwira mugomo muno reSinai nokuti imi pachenyu makatiti tiripoteredze nomuganho, tirierese.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mozisi akati kuna Jehovha, “Vanhu havangakwiri muGomo reSinai, nokuti imi pachenyu makatiyambira mukati, ‘Isai miganhu yakapoteredza gomo uye muritsaure kuti rive dzvene.’ ” Sien die hoofstuk |