Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 19:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋakati ʋabva paRefidimi, ʋakaȿika murenje reSinai, ʋakadzika matente aʋo murenje; ʋaIsraeri ʋakaʋaka’po misasa pamberi pegomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vakati vabva paRefidhimu, vakasvika murenje reSinai, vakadzika matende avo murenje; vaIsiraeri vakavakapo misasa pamberi pegomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 VaIsiraeri vakanga vabva kuRefidhimu vakasvika murenje reSinai vakadzika matendhe avo pakatarisana negomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 VaIsiraeri vakanga vabva kuRefidhimu vakasvika murenje reSinai vakadzika matendhe avo pakatarisana negomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Shure kwokusimuka kwavo kubva paRefidhimu, vakapinda muRenje reSinai, uye vaIsraeri vakadzika misasa imomo murenje pamberi pegomo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 19:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies