Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 19:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ngaarege kuɓatwa noruʋoko, asi atakwe ɀirokwaɀo namabge, kana afurwe; kana ciri cipfuwo, kana munhu, haafaniri kurarama; asi kana hwamanda iciramba icirira, ŋgaʋakwire mugomo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 ngaarege kubatwa noruoko, asi atakwe zvirokwazvo namabwe, kana apfurwe; kana chiri chipfuwo, kana munhu, haafaniri kurarama; asi kana hwamanda ichiramba ichirira, ngavakwire mugomo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asaite kana zvokubatwa namaoko. Ngaaite zvokutemwa namabwe kana kupfurwa nomuseve, ingave mhuka kana munhu chaiye urayai chete. Vanhu vanotozouya kugomo kana hwamanda yaridzwa zvakati rebei.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asaite kana zvokubatwa namaoko. Ngaaite zvokutemwa namabwe kana kupfurwa nomuseve, ingave mhuka kana munhu chaiye urayai chete. Vanhu vanotozouya kugomo kana hwamanda yaridzwa zvakati rebei.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Zvirokwazvo achatakwa namabwe kana kubayiwa nemiseve; hakuna ruoko ruchamubata. Angava munhu kana chipfuwo, haangatenderwi kurarama.’ Vangakwira havo kugomo kana bedzi hwamanda yorunyanga rwegondobwe yaramba ichirira.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 19:13

Volg ons:

Advertensies


Advertensies