Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 19:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Iwe utarire ʋanhu miganhu yakaʋapoteredza, uti kwaʋari: Cenjerai kuti murege kukwira mugomo, kana kuɓata jiŋga raro; aninani unoɓata gomo ucaʋurawa ɀirokwaɀo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Iwe utarire vanhu miganhu yakavapoteredza, uti kwavari, ‘Chenjerai kuti murege kukwira mugomo, kana kubata jinga raro; ani naani anobata gomo achaurawa zvirokwazvo’;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Iwe unofanira kutarira vanhu muganho unoripoteredza kuti varege kudarika muganho iwoyo vachikwira mugomo kana kuswedera mujinga maro. Kuwana anorigunzva anotourayiwa chete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Iwe unofanira kutarira vanhu muganho unoripoteredza kuti varege kudarika muganho iwoyo vachikwira mugomo kana kuswedera mujinga maro. Kuwana anorigunzva anotourayiwa chete.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Uisire vanhu miganhu yakapoteredza gomo ugovaudza kuti, ‘Chenjerai kuti murege kukwira mugomo kana kubata mujinga maro. Ani naani achabata gomo achaurayiwa, zvirokwazvo.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 19:12

Volg ons:

Advertensies


Advertensies