Eksodo 19:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ʋagare ʋakaɀigadzira nezuʋa retatu, nokuti nezuʋa retatu Jehova ucaɓuruka pamberi paʋanhu ʋose pamsoro pegomo reSinai. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 vagare vakazvigadzira nezuva retatu, nokuti nezuva retatu Jehovha achaburuka pamberi pavanhu vose pamusoro pegomo reSinai. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 vange vagadzirira pazuva retatu nokuti pazuva retatu ini Tenzi ndichauya pamusoro peGomo reSinai vanhu vose vachiona. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 vange vagadzirira pazuva retatu nokuti pazuva retatu ini Tenzi ndichauya pamusoro peGomo reSinai vanhu vose vachiona. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye vange vagadzirira nezuva rechitatu, nokuti pazuva iroro Jehovha achaburuka paGomo reSinai pamberi pavanhu vose. Sien die hoofstuk |