Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 19:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Enda kuʋanhu, uʋatsaure nhasi namaŋgwana, ʋasuke ŋguʋo dzaʋo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Enda kuvanhu, uvatsaure nhasi namangwana, vasuke nguo dzavo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Enda undoti vaIsiraeri ngavazvinatse nhasi namangwana, vasuke hanzu dzavo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Enda undoti vaIsiraeri ngavazvinatse nhasi namangwana, vasuke hanzu dzavo,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuvanhu undovanatsa nhasi namangwana. Uite kuti vawache nguo dzavo

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 19:10

Volg ons:

Advertensies


Advertensies