Eksodo 18:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 akati kunaMosesi: Ini mukarabga wako, Jetero, ndaʋuya kwauri nomukadzi wako naʋanakomana ʋake ʋaʋiri ʋanaye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 akati kuna Mosesi, “Ini mukarahwa wako, Jeturo, ndauya kwauri nomukadzi wako navanakomana vake vaviri vanaye.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jetero akanga afanotuma shoko kuna Mosesi rokuti, “Ini, vatezvara vako, ndiri kuuyako nomudzimai wako navanakomana vake vaviri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jetero akanga afanotuma shoko kuna Mosesi rokuti, “Ini, vatezvara vako, ndiri kuuyako nomudzimai wako navanakomana vake vaviri.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jeturo akanga atumira shoko kwaari achiti, “Ini, tezvara wako Jeturo, ndiri kuuya kwauri nomukadzi wako navanakomana vako vaviri.” Sien die hoofstuk |