Eksodo 18:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Mosesi akatendera mukarabga wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Mosesi akatendera mukarahwa wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Mozisi akatendera tezvara vake kuti vaende havo, uye Jeturo akadzokera kunyika yake. Sien die hoofstuk |