Eksodo 18:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Mosesi akati kumukarabga wake: Nokuti ʋanhu ʋanoʋuya kwandiri kuzobvunza Mŋari; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Mosesi akati kumukarahwa wake, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzobvunza Mwari; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mosesi akapindura vatezvara vake achiti, “Vanhu vanouya kwandiri vachida kuziva kuti Mwari anoti kudii pamhosva dzavo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mosesi akapindura vatezvara vake achiti, “Vanhu vanouya kwandiri vachida kuziva kuti Mwari anoti kudii pamhosva dzavo, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Mozisi akamupindura akati, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzotsvaka kuda kwaMwari. Sien die hoofstuk |