Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 18:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino fume maŋgwana Mosesi wakagara acitambira ʋanhu mhaka dzaʋo, ʋanhu ʋakamira pamberi paMosesi kubva maŋgwanani kuȿikira maɗekwana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino fume mangwana Mosesi akagara achitambira vanhu mhaka dzavo, vanhu vakamira pamberi paMosesi kubva mangwanani kusvikira madekwana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ava mangwana Mosesi akagara padare achitonga mhosva dzevaIsiraeri. Vanhu vakaswera padare, kubvira mangwanani kudzamara manheru.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ava mangwana Mosesi akagara padare achitonga mhosva dzevaIsiraeri. Vanhu vakaswera padare, kubvira mangwanani kudzamara manheru.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Fume mangwana, Mozisi akagara pachigaro chake kuti ashande somutongi wavanhu, uye ivo vakamira vakamupoteredza kubva mangwanani kusvikira madekwana.

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 18:13

Volg ons:

Advertensies


Advertensies