Eksodo 18:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ndinoziʋa kuti Jehova mukuru kuʋamŋari ʋose pacinhu ico caʋakaɀikudza naco kwaʋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Zvino ndinoziva kuti Jehovha mukuru kuvamwari vose pachinhu icho chavakazvikudza nacho kwavari.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino ndazoziva kuti Tenzi ndiye mukuru kudarika vamwari vose zvavo nokuti akanunura vanhu kuvaIjipiti pavaizvikudza zvikuru vachivatambudza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino ndazoziva kuti Tenzi ndiye mukuru kudarika vamwari vose zvavo nokuti akanunura vanhu kuvaIjipiti pavaizvikudza zvikuru vachivatambudza.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru kupfuura vamwe vamwari vose, nokuti akaita izvi kuna avo vakabata vaIsraeri nokuzvikudza.” Sien die hoofstuk |