Eksodo 18:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jetero, muprista weMidiani, mukarabga waMosesi, wakanzwa ɀose ɀakaitira Jehova Mosesi naʋaIsraeri, ʋanhu ʋake, kuti Jehova wakaɓuɗisa ʋaIsraeri muEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jeturo, mupristi weMidhiani, mukarahwa waMosesi, akanzwa zvose zvakaitira Jehovha Mosesi navaIsiraeri, vanhu vake, kuti Jehovha akabudisa vaIsiraeri muIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vatezvara vaMosesi vainzi Jetero, aiva mupristi wokuMidhiani akanzwa zvose zvakaitwa naTenzi kuna Mosesi navaIsiraeri paakavaburitsa muIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vatezvara vaMosesi vainzi Jetero, aiva mupristi wokuMidhiani akanzwa zvose zvakaitwa naTenzi kuna Mosesi navaIsiraeri paakavaburitsa muIjipiti. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino Jeturo, muprista weMidhiani uye ari tezvara waMozisi, akanzwa zvinhu zvose zvakaitirwa Mozisi naMwari uye nokuvanhu vake vaIsraeri, uye kuti Jehovha akanga abudisa vaIsraeri sei kubva muIjipiti. Sien die hoofstuk |