Eksodo 16:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino Mosesi naAroni ʋakati kuʋana ʋaIsraeri ʋose: Maɗekwana mucaziʋa kuti Jehova ndiye wakakuɓuɗisai panyika yeEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Zvino Mosesi naAroni vakati kuvana vaIsiraeri vose, “Madekwana muchaziva kuti Jehovha ndiye akakubudisai panyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mosesi naAroni vakaudza vaIsiraeri vose vachiti, “Nhasi manheru muchaziva kuti Tenzi ndiye akakuburitsai muIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mosesi naAroni vakaudza vaIsiraeri vose vachiti, “Nhasi manheru muchaziva kuti Tenzi ndiye akakuburitsai muIjipiti. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka Mozisi naAroni vakati kuvaIsraeri vose, “Madekwana muchaziva kuti akanga ari Jehovha akakubudisai kubva muIjipiti, Sien die hoofstuk |