Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 16:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino Mosesi akati: Ndiro shoko rakarairwa naJehova: Omeri izere ŋgaiceŋgeterwe marudzi enyu, ʋaʋone ciŋgwa candakakugutsai naco murenje, ŋguʋa yandakakuɓuɗisai munyika yeEgipita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino Mosesi akati, “Ndiro shoko rakarairwa naJehovha, ‘Omeri izere ngaichengeterwe marudzi enyu, vaone chingwa chandakakugutsai nacho murenje, nguva yandakakubudisai munyika yeIjipiti.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Mosesi akati, “Tenzi akatirayira kuti tichengetere zvizvarwa zvedu zvichauya mana iyi inokwana mumarita maviri zvizoona chingwa chatakapiwa naTenzi kuti tidye tichiri murenje panguva yaakatiburitsa muIjipiti.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Mosesi akati, “Tenzi akatirayira kuti tichengetere zvizvarwa zvedu zvichauya mana iyi inokwana mumarita maviri zvizoona chingwa chatakapiwa naTenzi kuti tidye tichiri murenje panguva yaakatiburitsa muIjipiti.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Mozisi akati, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha, ‘Mutore omeri yemana mugoichengetera zvizvarwa zvinotevera, kuti vagoona chingwa chandakakupai kuti mudye muri murenje pandakakubudisai kubva munyika yeIjipiti.’ ”

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 16:32

Volg ons:

Advertensies


Advertensies