Eksodo 16:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mosesi akati kwaʋari: Kurege kuʋa nomunhu unosiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Mosesi akati kwavari, “Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo Mozisi akati kwavari, “Hakuna munhu anofanira kusara nezvimwe kusvikira mangwanani.” Sien die hoofstuk |