Eksodo 16:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ɗoʋa rakaŋga riri pasi rakati radzimuka, ʋakaʋona ɀinhu ɀiɗuku ɀakaʋuruŋgana ɀakaŋga ɀiri pasi murenje, ɀiɗuku secando pavu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino dova rakanga riri pasi rikati radzimuka, vakaona zvinhu zviduku zvakaurungana zvakanga zviri pasi murenje, zviduku sechando pavhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Dova rakati rapera, mahwendefa matete akanga akaita samazaya echando akaonekwa pasi murenje. Sien die hoofstuk |