Eksodo 13:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋudza mŋanakomana wako nomusi iwoyo, uti: Ndiɀo ɀinoratidza ɀandakaitirwa naJehova musi wandakaɓuɗa Egipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Udza mwanakomana wako nomusi iwoyo, uti, ‘Ndizvo zvinoratidza zvandakaitirwa naJehovha musi wandakabuda Ijipiti.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Munozofanira kuudza vana venyu pazuva iroro kuti, ‘Zvinhu izvi, tiri kuzviita pamusana pezvatakaitirwa naTenzi patakabva kuIjipiti.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Munozofanira kuudza vana venyu pazuva iroro kuti, ‘Zvinhu izvi, tiri kuzviita pamusana pezvatakaitirwa naTenzi patakabva kuIjipiti.’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pazuva iroro uudze mwanakomana wako kuti, ‘Ndinoita izvi nokuda kwezvandakaitirwa naJehovha pandakabuda muIjipiti.’ Sien die hoofstuk |